Mapisarema 34:5-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Vanotarira kwaari vanopenya; zviso zvavo hazvingambofukidzwi nenyadzi.

6. Murombo uyu akadana, uye Jehovha akamunzwa; akamuponesa pakutambudzika kwake kwose.

7. Mutumwa waJehovha anokomberedza avo vanomutya, uye anovasunungura.

8. Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari.

Mapisarema 34