Mapisarema 34:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakarurama vanodanidzira, uye Jehovha anovanzwa; anovarwira pakutambudzika kwavo kwose.

Mapisarema 34

Mapisarema 34:14-22