Mapisarema 33:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana mambo anoponeswa nokukura kwehondo yake; hapana murwi anopunyuka nokuda kwesimba rake guru.

Mapisarema 33

Mapisarema 33:14-22