Mapisarema 32:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakazivisa chivi changu kwamuri uye handina kuvanza chakaipa changu. Ndakati, “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha,” uye makandiregerera mhosva yechivi changu. Sera

Mapisarema 32

Mapisarema 32:1-11