Mapisarema 31:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichafara nokufarisisa murudo rwenyu, nokuti makaona kutambudzika kwangu mukaziva kurwadziwa kwomwoyo wangu.

Mapisarema 31

Mapisarema 31:1-8