Mapisarema 31:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuvhunduka kwangu, ndakati, “Ndabviswa pamberi penyu!” Asi makanzwa kuchemera nyasha kwangu pandakadanidzira kwamuri ndichida rubatsiro.

Mapisarema 31

Mapisarema 31:16-24