Mapisarema 31:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa, nokuti ndakadana kwamuri; asi vakaipa ngavanyadziswe uye vavate vakati mwiro muguva.

Mapisarema 31

Mapisarema 31:16-21