Mapisarema 31:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwavavengi vangu, ndava chinhu chinovengwa navavakidzani vangu; ndava chinhu chinotyisa kushamwari dzangu; vanondiona munzira dzomumisha vanonditiza.

Mapisarema 31

Mapisarema 31:1-21