Mapisarema 30:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Chiiko chinowanikwa pakuparadzwa kwangu, napakupinda kwangu mugomba? Ko, guruva richakurumbidzai here? Richaparidza kutendeka kwenyu here?

Mapisarema 30

Mapisarema 30:3-12