Mapisarema 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha ndiye chiedza changu noruponeso rwangu, ndichagotya aniko? Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu, ndianiko wandingatya?

Mapisarema 27

Mapisarema 27:1-4