Mapisarema 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai kurangarira zvivi zvouduku hwangu, nenzira dzangu dzandaikumukirai nadzo; ndirangarirei nokuda kworudo rwenyu, nokuti makanaka, imi Jehovha.

Mapisarema 25

Mapisarema 25:1-12