Mapisarema 25:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha, ndinosimudzira mwoyo wangu kwamuri;

2. haiwa Mwari wangu, ndinovimba nemi. Musandirega ndichinyadziswa, uye musarega vavengi vangu vachindikunda.

Mapisarema 25