Mapisarema 24:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo ana maoko akachena nomwoyo wakanaka, asingasimudziri mwoyo wake kuzvifananidzo, kana kupika nhema.

Mapisarema 24

Mapisarema 24:1-10