Mapisarema 23:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munondigadzirira tafura pamberi pavavengi vangu. Munozodza musoro wangu namafuta; mukombe wangu unopfachukira.

Mapisarema 23

Mapisarema 23:1-6