Mapisarema 22:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti haana kuzvidza kana kusema chibayiro chaiye akatambudzwa; haana kumuvanzira chiso chake, asi akanzwa kuchemera kwake rubatsiro.

Mapisarema 22

Mapisarema 22:18-31