Mapisarema 22:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Vanogovana nguo dzangu pakati pavo vanokanda mijenya panguo yangu.

19. Asi imi, Jehovha, regai kuva kure neni; imi simba rangu, kurumidzai kundibatsira.

20. Rwirai upenyu hwangu pamunondo, ihwo upenyu hwangu hunokosha, kubva pasimba rembwa.

Mapisarema 22