Mapisarema 21:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Jehovha, mambo anofara musimba renyu. Mufaro wake mukuru sei pakukunda kwamunomupa!

2. Makamupa zvinodikanwa nomwoyo wake, uye hamuna kumunyima zvaikumbirwa nomuromo wake. Sera

Mapisarema 21