Mapisarema 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako.

Mapisarema 2

Mapisarema 2:1-12