Mapisarema 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanorangarireiko zvisina maturo?

2. Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake.

Mapisarema 2