Mapisarema 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murayiro waJehovha wakakwana, unomutsiridza mweya. Zvirevo zvaJehovha zvakavimbika, zvinopa njere kuna vasina mano.

Mapisarema 19

Mapisarema 19:4-13