Mapisarema 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha; ndakadana kuna Mwari wangu kuti ndibatsirwe. Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika pamberi pake munzeve dzake.

Mapisarema 18

Mapisarema 18:2-9