Mapisarema 18:32-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. NdiMwari anondishongedza nesimba uye anokwanisa nzira yangu.

33. Anoita tsoka dzangu kuti dzive setsoka dzenondo; anoita kuti ndigone kumira pakakwirira.

34. Anodzidzisa maoko angu kurwa; maoko angu anowembura uta hwendarira.

35. Munondipa nhoo yenyu yokukunda, uye ruoko rwenyu rworudyi runonditsigira; munokotama pasi kuti mundiite mukuru.

36. Munondiitira nzira yakapamhama pasi pangu, kuitira kuti zvitsitsinho zvangu zvirege kutedzemuka.

Mapisarema 18