Mapisarema 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ari Mwari, nzira yake yakakwana; shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.

Mapisarema 18

Mapisarema 18:29-37