Mapisarema 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akandipa mubayiro zvakaringana nokururama kwangu, zvakaringana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake.

Mapisarema 18

Mapisarema 18:19-27