Mapisarema 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, Jehovha, ndiponesei noruoko rwenyu kubva kuvanhu vakadai, kubva kuvanhu venyika ino vano mubayiro uri muupenyu huno. Munopedza nzara yaavo vamunoda; vanakomana vavo vane zvakawanda, uye vanounganidzira vana vavo pfuma.

Mapisarema 17

Mapisarema 17:8-15