Mapisarema 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuchema kuchawedzerwa, kwaavo vanomhanyira vamwe vamwari. Handichazodiri zvipiriso zvavo zveropa zvinodururwa kana kuisa mazita avo pamiromo yangu.

Mapisarema 16

Mapisarema 16:1-11