Mapisarema 147:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Jehovha anovaka Jerusarema; anounganidza vakadzingwa vaIsraeri.

3. Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda avo.

4. Anotara kuwanda kwenyeredzi, anodana imwe neimwe nezita rayo.

Mapisarema 147