Mapisarema 146:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Jehovha anorinda vatorwa uye anotsigira nherera nechirikadzi, asi anokonesa nzira dzavakaipa.

10. Jehovha anotonga nokusingaperi, Mwari wako, iwe Zioni, kumarudzi namarudzi. Rumbidza Jehovha.

Mapisarema 146