Mapisarema 144:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nzombe dzedu dzichatakura mitoro inorema. Hapachazovi nokuputswa kwamasvingo, hapangavi nokuenda muutapwa, hapangavi nokuchema nenhamo munzira dzedu dzomumisha.

Mapisarema 144

Mapisarema 144:10-15