Mapisarema 143:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinorangarira mazuva akare kare; ndinofungisisa pamusoro pamabasa enyu ose, uye ndinofunga zvakaitwa namaoko enyu.

Mapisarema 143

Mapisarema 143:1-6