Mapisarema 143:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu, nokuti muri Mwari wangu; mweya wenyu wakanaka ngaunditungamirire panzira yakati chechetere.

Mapisarema 143

Mapisarema 143:5-12