Mapisarema 143:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, inzwai munyengetero wangu, ndinzwirei nyasha pakuchema kwangu; uyai mundisunungure nokutendeka uye nokururama kwenyu.

Mapisarema 143

Mapisarema 143:1-10