Mapisarema 141:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wangu ngaurege kukweverwa kune zvakaipa, kuti ndiitewo mabasa akaipa navanhu vanoita zvakaipa; ngandirege kudya zvinozipa zvavo.

Mapisarema 141

Mapisarema 141:2-10