Mapisarema 141:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri; kurumidzai kuuya kwandiri. Inzwai inzwi rangu pandinodana kwamuri.

Mapisarema 141

Mapisarema 141:1-9