Mapisarema 140:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vanozvikudza vakandivanzira musungo; vakatambanudza mabote emimbure yavo uye vakateya ugombe munzira yandinofamba nayo. Sera

Mapisarema 140

Mapisarema 140:1-11