Mapisarema 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka.

Mapisarema 14

Mapisarema 14:1-7