Mapisarema 139:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Ndinzverei, imi Mwari, mugoziva mwoyo wangu; ndiedzei mugoziva kushuva kwendangariro dzangu.

24. Muone kana musina nzira yakaipa mandiri, mugondifambisa munzira isingaperi.

Mapisarema 139