Mapisarema 139:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munoziva nguva yandinogara neyandinosimuka; munonzwisisa pfungwa dzangu muri kure.

Mapisarema 139

Mapisarema 139:1-6