Mapisarema 139:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kunyange rima haringavi rima kwamuri; usiku huchapenya samasikati, nokuti rima rakaita samasikati kwamuri.

Mapisarema 139

Mapisarema 139:2-13