Mapisarema 138:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakotamira pasi ndakatarisa kutemberi yenyu tsvene, uye ndicharumbidza zita renyu nokuda kworudo rwenyu nokutendeka kwenyu, nokuti makakudza zita renyu neshoko renyu pamusoro pezvinhu zvose.

Mapisarema 138

Mapisarema 138:1-8