Mapisarema 137:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rurimi rwangu ngarunamatire kumusoro kwomuromo wangu, kana ndikasakurangarira iwe, kana ndisingafungi Jerusarema, iwo mufaro wangu wapamusoro-soro.

Mapisarema 137

Mapisarema 137:2-9