Mapisarema 137:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti ipapo avo vakatitapa vakatikumbira nziyo, vatambudzi vedu vakatigombedzera kuti tiimbe nziyo dzomufaro, vakati, “Tiimbirei rumwe rwiyo rweZioni!”

Mapisarema 137

Mapisarema 137:1-4