Mapisarema 135:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. akapa nyika yavo kuti ive nhaka, nhaka yavanhu vake Israeri.

13. Haiwa Jehovha, zita renyu rinogara nokusingaperi, mukurumbira wenyu, imi Jehovha, kumarudzi namarudzi.

14. Nokuti Jehovha achapupurira vanhu vake uye achava nenyasha pamusoro pavaranda vake.

Mapisarema 135