Mapisarema 133:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvakanaka uye zvinofadza sei kana hama dzichigara pamwe chete mukubatana!

2. Zvakafanana namafuta anokosha adururirwa pamusoro, anoerera kundebvu, anoerera kundebvu dzaAroni, anoburukira kusvikira pamipendero yenguo dzake.

Mapisarema 133