Mapisarema 132:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana vanakomana vako vakachengeta sungano yangu nezvandakatema zvandakavadzidzisa, ipapo vanakomana vavo vachagara pachigaro chako choushe nokusingaperi-peri.”

Mapisarema 132

Mapisarema 132:5-18