Mapisarema 132:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Jehovha, rangarirai Dhavhidhi namatambudziko ake ose aakakunda.

2. Akapika mhiko kuna Jehovha, akaita mhiko kuna Wamasimba waJakobho achiti,

3. “Handingapindi mumba mangu kana kuenda kundovata pamubhedha wangu,

4. handingatenderi hope mumaziso angu, kana kutsumwaira mumeso angu,

Mapisarema 132