Mapisarema 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai kwandiri mugondipindura, imi Jehovha Mwari wangu. Vhenekerai meso angu, kana kuti ndichafa ndakarara;

Mapisarema 13

Mapisarema 13:1-6