Mapisarema 129:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Asi Jehovha akarurama; akandisunungura pamabote avakaipa.

5. Dai vose vanovenga Zioni vadzorerwa shure nenyadzi.

6. Dai vaita souswa pamusoro pedenga remba, hunooma husati hwakura;

Mapisarema 129