Mapisarema 128:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Ndizvo zvakaita munhu akaropafadzwa, anotya Jehovha.

5. Dai Jehovha akuropafadzai kubva kuZioni, mazuva ose oupenyu hwenyu; dai maona henyu kubudirira kweJerusarema,

6. uye mararama kuti muone vana vavana venyu. Rugare ngaruve pana Israeri.

Mapisarema 128