Mapisarema 127:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana Jehovha asingavaki imba, vavaki vayo vanoshandira pasina. Kana Jehovha asingachengeti guta, varindi vanomira vakarinda pasina.

Mapisarema 127

Mapisarema 127:1-5